Chifurenji (Fur: français, Nge: French) kana Chifuranzi mutauro wekuFuranzi, uye Mitauro ye Chirhoma pamwechete neChispeini, Chiputukezi, Chiitari, Chiromania neChikatara, Chiratini uye Chikwiyori (Speini-Kwiyori kana Furenji-Kwiyori). Chifurenji (pamwe nedzimwe nzvimbo dze Furanzi) chinotaurwa muChamhembe cheBherujyamu, Madokero eSwitsarendi, Rakisambhegi, neKanadha. Uye inotaurwa munyika dze Afurika senge Utemabanze weRudhende rweVakongo, Senegari, Maari, Seyisheri, Chadhi nedzimwe, uye Chamhembechemabvazuva eEzhiya neAmerika akatorwa neFuranzi.

Chifurenji
Nharaunda: Chakabva kuFuranzi,

Chinotaurwa pasi rose senge ku:

Rudzi rwe

vatauri:

Vafurenji
Vatauri: 76.8 zvuruzvauru/mamiryoni pasirose

321 zvuruzvauru/mamiryoni

Mhuri ye

mutauro:

Indo-Yuropu
Mafomu ekare: Chiratini Chekare
  • Classical Latin
    • Vulgar Latin
      • Old French
        • Middle French
Bumbiro re

mabhi:

Chiratini (Mabhi eChifurenji)

Bhraili ye Chifurenji (Braille)

Statasi ye uhofisi
Unoshandiswa: Nyika 29
  • 10 dependent ne dzinyasi-rhijoni entities
Unorheguletwa:
  • Bato reKebheki reMutauro weChifurenji (Kebheki)
Makhodhi e Mutauro
ISO 639-1 fr
ISO 639-2 fre (B)fra (T)
ISO 639-3 fra
Glottolog stan1290
Linguasphere 51-AAA-i

Furenji kudzimwenyika chinjirudza

Yuropu chinjirudza

  • Mutauro wenyika pamwe nemimwe mitauro
Switsarendi (mutauro wenyika, kunyanya kudunha dzemadokero)
Bherujyamu (mutauro wenyika kunyanya mumuvuso weWalonya (Wallonia) )
Rakisambhegi

Mitauro yenzvimbo

Itari munzvimbo yenyika inzonzi Val d'Aoste

Afurika[1] chinjirudza

Mutauro mukuru wenyika

Mutauro weAdministrative:

Mutauro wechikoro nekutaudzana, asi kete mutauro wenyika mu:

Ezhiya chinjirudza

Amerika chinjirudza

  • Mutauro mukuru wenyika yeHaiti
  • Mutauro wekutonga munyika yeRudhende rwe Dhominika
  • Mumwe mutauro weKanadha pamwe nemumwe; mutauro mumwechete mupurovhinzi yeKebheki (Quebec) (13% yehuwandu ye maKanadha inoziva Chifurenji, 18% yehuwandu inoziva mitauro mbiri).

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. 'Nyika dzekuAfrika dzino fundisa Chifurenji' Yakatariswa: 8 Chikunguru 2021