United States of America inyika iri kuziwumbe reNorth America. Nyika iyi ndiyo ine hupfumi hwakanyanya Pasirose. Pari zvino inotungamirwa naPresident Joe Biden akaiswa pachigaro musiwa 20 Ndira 2021 achitsiva President Donald Trump. Barack Obama anova akazvarwa nababa munhu mutema vakabva kuKenya vari verudzi rwechiLuo. Mai vaObama murungu.
zvechiutoEdit
pasi pebumbiro remutemo, mutungamiri wenyika ndiye mukuru wemauto anosanganisira Mauto, Navy, Marine Corps, Air Force, Coast Guard, uye Space Force