Senegari
(runangakatsva kubva kuSenegal)
| |||
National motto: Un Peuple, Un But, Une Foi | |||
Senegari (kureva Senegal) kana Senigari, inyika iri muAfurika kumadokero. Nyika yeSenegal inoganhurana ne:Moritani kumusoro; Maari kumabvazuva; Ghini kumabvazuva kwechamhembe uye Ghini-Visawu kumadokero kwechamhembe.
Vanhu vekuSenegari vanonzi Vasenegari, asi munhu mumwe anonzi Msenegari.
Mitauro yemuAfurika
chinjirudza- Bambara vanoti saheli (n. north) kureva maodzanyemba.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |