2022
Wurukati: Wurukati riTatu
Zanagore Zanagore re Makumimairi

Zanagore re Makumimairi-nemotsi

Zanagore reMakumimairi-nembiri

Gumikati: Ma2000 | Ma2010 | Ma2020 |

Ma2030 | Ma2040

Makore: 2020 | 2021 | 2021 | 2022 | 2023 | 2024 |

2025 | 2026 | 2027 | 2028 | 2029

Gore ra-2022 (sn. zvuruzviviri namakumimaviri-nembiri) igore razvino, uye iGore rakatanga pamusi waMugovera weKarenda ya Gregori. Raive gore ra zvuruzviiri nemakumimairi-nembiri re Zera riNjee (Common Era) uye Ano Dhomini (AD), gore re makumimaviri-nembiri reWurukati ritatu ne muZanagore re Makumimairi-nemotsi, pamusoro pezvo, raive gore rechitatu mugumikati reMa2020.

Mubatanidzwa we Nyika Pasirose wakazivisa muna2022 se Gore reUdandiranyika reArtisanal Fisheries ne Aquaculture, Gore reUdandiranyika rweSainzi dziri Basic dze Sustainable Development, Gore reUdandiranyika reSustainable Mountain Development, uye Gore reUdandiranyika rweGirazi.

Muna Kukadzi, Rhashiya yakatanga kuimvedha Vukireni izvo zvakakonzera kushorwa nePasirose uye zvirango (sanctions), kutamiswa kwevanhu vanopfuura 2.5 mamirioni eMayukureniya uye mhirizhonga yakakura kwazvo muYuropu kubva Hondo Yepasirore Yechipiri.

Ndira 1 - The Regional Comprehensive Economic Partnership, nzvimbo huru yekutengeserana pachena pasi rose, inotanga kushanda kuOstireriya, Bhurunei, Kambodhiya, Chayina, Japani, Raosi, Nyuzilendi, Sin'apowo, Vuthai ne Vhiyetinamu.[1]

Ndira 2 -

  • Abdalla Hamdok anosiya basa seMutungamiriri weSudan pakati pekuratidzira kunouraya.[2]
  • Kusagadzikana kwe2022 kuKazakh kunotanga nekuda kwekukwira kwemitengo yemafuta.[3]

Ndira 4 - Chayina, Furanzi, Rhashiya, Bhuritani ne Amerika - nhengo shanu dzechigarire dze Security Council ye Mubatanidzwa weNyika Pasirore - dzinopa chirevo chisingawanikwe chakabatana chinosimbisa kuti "hondo yenyukireya haigone kuhwina uye haifanirwe kurwiwa."[4]

Ringai zve:

chinjirudza

Mabviro eruzivo

chinjirudza
  1. https://www.scmp.com/economy/global-economy/article/3161707/what-rcep-worlds-largest-free-trade-deal-under-way
  2. https://www.cnn.com/2022/01/02/world/sudan-protest-killed-anti-coup-security-forces/index.html
  3. https://eurasianet.org/kazakhstan-gas-price-hike-fuels-zhanaozen-protests
  4. https://www.smh.com.au/world/europe/no-one-can-win-a-nuclear-war-superpowers-release-rare-joint-statement-20220104-p59lmf.html