Vukireni

Vukireni
Chiukireni: Україна; Ukrayina
Mureza weUkraine Lesser Coat of Arms of Ukraine.svg
Rwiyo: Shche ne vmerla Ukraina, "Ukraine haisati yafa"
Europe-Ukraine (disputed territory).svg

Vukireni (kureva Ukraine; mu Ruukireni: Україна; Ukrayina ) kureva Wukireni, inyika huru nechekumabvazuva eYuropu. Gutaguru rayo iKyiv. Nyika iyi ine miganhu neHungariya, Rhashiya, Polando, Bherarusi, Hlovhakiya, Romania neMoruvhovha.

Kunotikita chapuku chakawanda munzvimbo dzinotonhora dziri muVukireni.

Vanhu vekuVukireni vanonzi Vaukireni uye munhu mumwechete anonzi Mwukireni.

Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi