Maruta izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ililutha kana amalutha pakuwanda (n. Cunning, misleading person, one who makes a fool of another).
  • MaZulu vanoti lutha (v. Make a fool of, mislead, take advantage of). MaZulu vanoti lutha (v. Hypnotize, deprive of reasoning power, drug, render _helpless, demoralize.).
  • MaZulu vanoti umlutha (n. Imbecile, fool, idiot, one lacking in the characteristics of a human being).
  • MaZulu vanoti luthaza (v. Demoralize, drug, render helples).