Yisirandi
| |||
Rwiyo: Lofsöngur | |||
Yisirandi, Yizirandi (kureva Iceland, Ruisirandi: Ísland sokuti "isiland") kana Isirandi, Izirandi sokutodza Chishona.
Gutaguru rayo iReykjavík
Zita
chinjirudzaKana tichitodza Chingezi Iyisirandi inganzi Ayisirandi; Ayisilendi, asi tichitodza vatauri veko ndipo panobuda zita rokuti Iyisirandi, mamwe mazita angasanganisa Isirandi, Yisirandi, Yizirandi, Izirandi, Iyizirandi uyewo Iyisirandi.
Shoko rokuti "land" paChishona rinonzi chisi, saka kana zita rechishoni chairo richidiwa nyika iyi inganzi Iyisichisi kana Chisiyisi, nzira imwechete ingashandiswa pakudana dzimwe nyika senge "Ireland" inganzi Erichisi/Chisieri. "Eriu" ndiro shoko rokuti "Ire" muchitauro chevagari veko.
Yuropu | ||||
Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi |