Rativhiya

Republic of LatviaLatvijas Republika
Mureza wePoland Coat of arms of Latvia.svg
Rwiyo: Dievs, svētī Latviju!, "God Bless Latvia!"
EU-Latvia.svg

Rativhiya (kureva Latvia, Chirativhu: Latvija; Chiratigali: Latveja; Chirivhoni: Leţmō) kana Vurati kutodza tsika dze Chishona, inyika iri muziwumbe re Yuropu.

Gutaguru rayo iRiga.

Nyika iyi ine miganhu ne Rhashiya, Estonia, Ritwaniya, Bherarusi ne Suwidhe.

ZitaEdit

Kuti Vurati kana Vulati zvinoreva kuti nyika ye Vanhu vechi Lat.

U- kana Wu- anogona kushandiswa zve, sokuti "Ulati" kana "Wulati".



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Guta re Vhatikani · Holandi · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Mondenegiro · Morudhovha · Mubatanidzwa woVumambo· Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Sani Marino · Seribhiya · Slovhakiya · Slovheniya · Speini · Swidheni · Turuki · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi