Nyika
Nyika (country; territory) zvinoreva dunhu kana nzvimbo inogara vanhu kana inotonga naIshe kana mumwewo mutungamiri.
Somuenzaniso:
- Nyika yeZimbabwe.
- Nyika yaShe Chiswiti. Vatauri veKishambala neGiryama vanoti nyika (wilderness, lit. uninhabited border lands).
Mitauro yeBantuEdit
- Digo neShambala vanoti nyika (n. hinterland, wilderness, desolate region) kureva sango. VaVenda vanoti shango, muvhuso kana mivhuso (n. State) kureva muvuso.
- Swahili inoti nchi (country, earth, land, district, region). VaLenje vanoti chisi, nshi kana nsi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
- Herero inoti ou-ye (the whole world). VaMambwe vanoti mpanga (country) apa kureva nyika.
- Swahili inoti mtaa kana mitaa (1. district, quarter of a city; 2. rare state (as an administrative or territorial unit).
- VaNgala vanoti mboka (country, village) kureva nyika kana musha. Mamwe mazwi: mwana mboka (son of the country) kureva mwana wenyika iri kurehwa.