Jerumani

GermanyBundesrepublik Deutschland (ChiGerman)
Flag of Germany.svg Coat of arms of Germany.svg
Rwiyo: Deutschlandlied
EU-Germany.svg

Jerumani (kureva Germany, Jer: Deutschland) Vudhachi kana Jemeni, pachihofisi inonzisi Rudhende Rufedherari rwe Jerumani, inyika iri kuUpakati kwe Yuropu. Ndiyo nyika yechipiri pahuwandu hwe vanhu muYuropu mushure meRhashiya, uye ndiyo ine huwandu hwe vanhu hukuru pakati pemamembha emuvuso we Mubatanidzwa we Yuropu. Jerumani yakagadziwa pakati peBhahari re Bharutiki ne Bhahari re Maodzanyemba kumaodzanyemba, uye Maharupusi (kureva The Alps) kuchamhembe; inofukidza ruwa rinosvika 357,022 skweya makiromita (137,847 sk mi), inehuwandu hwe vanhu hunosvika pamwe 84 miriyoni mukati memavuso makonstuenti ayo gumitanhatu. Jerumani inoganhurana ne Dhanemaki kumaodzanyemba, Polandi uye Rudhende we Cheki kumabvazuva, Ostiriya uye Switsarendi kuchamhembe, uye Furanzi, Rakisambhegi, Bherujyamu, uye Nethalenzi kumadokero.

Gutaguru re dhidhizha iri uye guta rikurukuru iBherurini uye chipakati che mari chayo iFurenkifeti (kureva Frankfurt); ebheni reruwa rikuru i Ruhr.

NhoroondoEdit

Francia ye Mabvazuva ne Ubwami we Rhoma ItsveneEdit

Muna 1517, kuWittenberg mufundisi ainzi Martin Luther akaparura pfungwa dzake makumi mapfumbamwe-shanu, achimisidzana  ne Kereke ye Katuriki ye Rhoma- uku kukava kutanga kweProtestant Reformation.

Ukumbi we Weimar ne Nazi JerumaniEdit

ReferencesEdit

  1. Fulbrook 1991, pp. 156–160.


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi