Czech RepublicČeská republika
Mureza wePoland
Rwiyo: Kde domov můj?, "Where is my home? "

Cheki (kureva Czech; Czechia) kana Chekiya, inyika yakakomberedzwa kumativi ese iri kuYuropu ye Upakati. MuNhoroondo yainzi Bhohemia (kana Vomehia pamutemo we mutauro weChishona), yakaganhurwa ne Ostiriya kuchamhembe, Jerumani kumadokero, Polandi kumaodzanyembaemabvazuva, uye Sirovhakiya kuchamhembechemabvazuva. Rudhende rwe Cheki hune lendiskepi ye zvikomo zvinofukidza ruwa rwunotora 78,871 skweya makiromita (30,452 sk mi) ine kiraimeti ye temperate iri continental uye yohugungwa.

Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi