Jibhuti
(runangakatsva kubva kuDjibouti)
| |||
National motto: Unité, Egalité, Paix | |||
Jibhuti (kureva Djibouti) pachihofisi inonzi Rudhende rwe Jibhuti inyika yakagadzikwa kuRunyanga rwe Afurika, yakakomberedzwa ne Somariya, Itopiya kuchamhembechemadokero, Eriteriya kumaodzanyemba, uye Bhahari Dzvuku ne Gahwi re Adheni kumabvazuva. Jibhuti ine ruwa rwe 23,200 km2 (8,958 sk mi).
Vanhu vekuJibhuti vanonzi Vajibhuti uye munhu mumwechete anonzi Mujibhuti/Mjibhuti.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |