Runyanga rwe Afurika
|
---|
| Nyika
|
Mavuso e chisi
Muvuso mumwe we pachidi
|
---|
Huwandu
hwe vanhu
|
140,683,144 (2020 est.)
|
---|
Ruwa
|
1,882,757 km2 |
---|
|
Runyanga rwe Afurika (kureva Horn of Africa; HoA) kana RRA, inozivikanwawo se Peninzura ye Somaria, ipeninzura huru muMabvazuva e Afurika Iri kudivi rekumukati-kwemabvazuva eAfurika, ndiyo peninzura ye china pakukura pasirese. Inoumbwa neItopiya, Eriteriya, Somariya, ne Jibhuti. Iri pedyo nemuganhu wekumaodzanyemba kweBhahari Dzvuku uye inotambanudza mazana emakiromita kupinda muMuronga we Gwaridhafui (Guardafui Channel), Guhwi re Adheni (Gulf of Aden), uye Gungwa re Indiya uye inogovera muganhu wegungwa nePeninzura ye Arabhia ye Madokero e Ezhiya.