Gungwa re India

(runangakatsva kubva kuGungwa reIndiya)

Tarisai futi peji re Gungwa

Gungwa reIndiya pa mepu ye pasirose

Gungwa re India (kureva Indian ocean) ndiro gungwa rechitatu pakukura kwemagungwa, uye igungwa rinotora 20% huwandu hwechiso cheRinopasi, uye rinopotererwa zviumbwe zvina.

Tarisai futi: chinjirudza