Guvi

(runangakatsva kubva kuGawa)

Shoko rokuti guvi kana gahwi (1. Puddle or pool on rock, 2. Depression on an expanse of rock, 3. Pothole on rock) rinoreva nhika (nzvimbo iri pakaderera) iri padombo panoungana mvura kana kuchinge kwanaya. Shoko iri rinogona kurevawo gomba riri pakaderera pamupata apo panoungana mvura asi pasina rwizi runoyerera nguva dzose.

Mhuka dzesango dziri kunwa pane guvi.

Vamwe vatauri vanoti: gangwa, jengwa, divi, gahwi kana kuti gawa.

Wanga uri muchechetere mvura yeguvi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaDigo vanoti chiphanga (hollow in rocks where rainwater collect).
  • VaGwere vanoti lubanga kana mbanga (hole in a rock where rainwater collects) - zvichida vanoreva guvi?.