Open main menu
Mhuka dzesango dziri kunwa pane guvi.

Shoko rokuti guvi kana gahwi (1. Puddle or pool on rock, 2. Depression on an expanse of rock, 3. Pothole on rock) rinoreva nhika (nzvimbo iri pakaderera) iri padombo panoungana mvura kana kuchinge kwanaya. Shoko iri rinogona kurevawo gomba riri pakaderera pamupata apo panoungana mvura asi pasina rwizi runoyerera nguva dzose.

Vamwe vatauri vanoti: gangwa, jengwa, divi, gahwi kana kuti gawa.

TsikaEdit

Wanga uri muchechetere mvura yeguvi.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaDigo vanoti chiphanga (hollow in rocks where rainwater collect). Zvichida izwi iri ringaturikira chinonzi aquifer kuEnglish?