Afurika ye Mabvazuva (kureva East Africa, Eastern Africa) kana Mabvazuva e Afurika, ichisi chinowanikwa kumabvirazuva e ziwumbe re Afurika, rinemuganhu neGungwa re India

Zvichienderana ne Mubatanidzwa we Madhidhizha, Afurika ye Mabvazuva inosanganisa nyika 18 dziri zasiyo:

Asi pekare:

  • Malawi, Zambia ne Zimbabwe dzimwe nguva dzinosanganiswa wo sezvikamu zve Afurika ye Chamhembe (dzaive nyika imwe se Rhodhezhiya Chamhembe, Rhodhezhiya Maodzanyemba uye Nyasa mu Rufedherari rwe Afurika Yepakati).
  • Komori, Morishasi, Seyisheri , Mayote ne Rhewuniyo zvitsuwa zvidiki zviri mu gungwa re indiya zvinoonekwa se zvikamu zve Afurika ye Mabvazuva.