Muronga we Garidhafuu
Muronga we Garidhafuu (Chisomali: Marinka Gardafuul, Nge. Guardafui Channel) irumaniko rwe rugungwa rwuri kurudesva rwe Runyanga rwe Afurika rwurere nekuchipakati kwe Chisi che Vupunthi kuSomariya ne Svukotira kumadokero e Bhahari re Uarabhu[1]. Rinopfundisa Gahwi re Adheni kumaodzanyembe ne Gungwa re India kuchamhembe. Zita rayo iKepi Garidhafuu, rutesvatesva rwe Runyanga rwe Afurika. Nzvimbo dzeko dzinozivikanwa dzinosanganisa Gandwa re Alula.
Marebero
chinjirudzaRine hupamhi hungasvika 100 makiromita (62 mi) pakati pe Ras'asiri ne Abhudhi Rukari, uye pangave ne240 makiromita (150 mi) pakati pe Ras'asiri ne Svukotira. Garidhafuu, dunhu revupangamenegama rwe chisi che Vupunthi, charakadanwa kutovodza. KuChingezi rinodaniwa sokuti Guardafui Channel, kureva rumaniko rwuri pakati peVupunthi ne Abhudhi Rukuri.
Mashoko okuziva
chinjirudza- vupangamene (otonomasi)
- vupangamenegama (semi-otonomasi)