Utemabanze weRudhende rweVanhu vechiRao
|
---|
|
Mitauro ye chihofisi
|
---|
Chirao:
|
ສາທາລະນະລັດ ປະຊາທິປະໄຕ ປະຊາຊົນລາວ
Sathalanalat Paxathipatai Paxaxôn Lao
|
---|
Chifurenji:
|
République démocratique populaire Lao
|
---|
|
|
Rwiyo: Pheng Xat Lao, "Lao National Anthem"
|
|
Raosi (kureva Laos; Chirao: ສາທາລະນະລັດ ປະຊາທິປະໄຕ ປະຊາຊົນລາວ) kana Laosi, pachihofisi ichinzi Utemabanze weRudhende weVanhu vechiRao, inyika yakagadzikwa muEzhiya.
Gutaguru racho iVientiane.
Nyika iyi ine miganhu neBhuruma, Chayina, Vhiyetinamu, Kambodhiya neVuthai (Thailandi).