Bherujyamu

(runangakatsva kubva kuBelgium)
Kingdom of BelgiumKoninkrijk België (ChiDutch)Royaume de Belgique (ChiFrench)Königreich Belgien (ChiGerman)
Rwiyo: Brabançonne

Bherujyamu (kureva Belgium, Dha: België ; Fur: Belgique ; Jer: Belgien) Bherujiyamu kana Vubhirigi, pachihofisi inonzi Umambo we Bhirigi, inyika iri kumaodzanyembaemadokero e Yuropu. Inoganhurana ne Holandi kumaodzanyemba, Jerumani kumabvazuva, Rakisombhegi kuchamhembechemadokero, uye Bhahari re Maodzanyemba kumaodzanyembaemadokero.

Gutaguru re Bherujyamu iBhuruserisi (kureva Brussels).

Nyika iyi ine miganhu neRakisombhegi, Jerumani, Holandi neFuranzi.

Zita chinjirudza

Zita rokuti Vubhirigi, rinotodza tsika yechivanhu yokuisa "Vu-" shure kwezita revanhu vanogaramo. Senge kuti Vukaranga, zita re Zimbabwe rekare, zvichireva "Nyika ye vakaranga". Iro shoko rokuti Vubhirigi kana Vubhiriji rinoreva kuti "Nyika ye Vabhrigi/Vabhirigi" kureva vasanyika veBherujyamu.







Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi