Chiitari

Chiitari (Chirungu: Italian) kana Chiitaly mutauro unotaurwa kuItari. Chiitari Mitauro ye Chirhoma seChifurenji, Chispeini, uye Chiratini, Chiputukezi ne Chiromania. Pamusoro pezvo Chiitari chinotaurwa mudzimwe nyika dzeAfurika seEritiriya, dzimwe nzvimbo muItopia (Ithiyopia), Somaria, neRibhiya.

Chiitari chakanyorwa