Afurika ye Maodzanyemba

Afurika ye Maodzanyemba (kureva, North Africa, Northern Africa) kana Maodzanyemba e Afurika, ichisi (kana rhijoni) inotora maodzeranyemba e ziwumbe re Afurika. Hapana skopu inotendendwa sechaiyo pakuverenga chisi chenzvimbo iyi, inotsanangurwa seinotandavara kubva kumahombekombe e Atlandiki e Mauritania kumadokero kusvika ku Muronga we Suwaisi re Gipita.

Zvichienderana ne UN Afurika ye Maodzanyemba inosanganisa nyika idzi: Moroko, Arujeriya, Tunisia, Ribhiya, Gipita, Sudhani, uye Sahara re Madokero, teritori indhisputwa iri pakati pe Moroko ne Rudhende rwe Saharawi.

Afurika ye Maodzanyemba inosanganisa maguta echiSpeini Ceuta ne Melilla, uye plazas de soberanía uye inogona kunzi inosanganisa zvimwe zvisi zve Speini, Putukezi uye Itari senge Zvitsuwa zve Kanari, Madheira, Rampedhusa (kureva Lampedusa) uye ne Rampione (kureva Lampione).

Nyika dze Afurika ye Maodzanyemba dzine hukama weruchava (ethiniki), tsika uye ururimi ne rwe Mabvazuva Epakati, nekuda kwe Maarabhu akapinda muAfurika muna 639 (Vamagharebhu ndivo vakatanga kupinda), pamusoro pezvo tsika dzaitendera Afurika nekuda kwekushava. Saka kushava, Hukoloni ne kushava kwe varanda ndiko kwakazadzisa Vaarabhu muAfurika.