Open main menu
Teacher points out a country on a map.jpg

Taranyika (Geography) - iri izwi riri kubva kumazwi ari kuEnglish anoti: geo rinoreva nyika (earth) muChiGreeK, uye graph rinoreva mutaro kana kuti mufananidzo.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaTonga vanoti cisi (land, country, place, nation).
  • VaLunda neVaLenje vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
  • VaLenje vanoti nshi kana nsi (land, region, ground underfoot) apa kurva pasi kana pavhu.
  • VaGiryama vanoti tsi (land).
  • Kinyarwanda inoti isi (world, earth).
  • VaLugwere vanoti chisi (region, country).