Chixhosa (Xho. IsiXhosa) mutauro we Chibantu unowanikwa muAfurika Chamhembe neZimbabwe. MuZimbabwe Vaxhosa vanowanikwa munzvimbo dzinoti: Mbembesi, Gwatemba, Fort Rixon, Goromonzi, Msengezi, Makwiro ne Marirangwe.

Chixhosa Chishona
utata baba, tate
umama amai, anyoko [chikorekore, chibuja]
intombazana musikana
umfana mkomana
umfazi mkadzi, munhukadzi
indoda murume, munhurume
ukutya Kudya
ibhatyi bhachi, bhatye
amalwimi mitauro
iliso ziso
isandla chiazha
ubuso Uso, Vuso, chiso, meso
amazinyo mazino
umlomo muromo
umntwana mwana
intombi mukunda
unyana mukororo, murumbwana, mwanakomana
umvulo muvhuro
imvula kunaya kwomvura
ikhepu sinu
inja imbwa
ngaphandle pazhe, panze
ngaphantsi kutsi, kuzasi, pasi
ubusika chando