Vaxhosa

Vaxhosa (Xho. AmaXhosa) kana Maxhosa nderimwe boka remadzinza ekuAfurika Chamhembe ne Zimbabwe, vanhu veChibantu uye vanotaura mutauro weChibantu, Chixhosa uri dzasi pesomborero ye vanhu vanodana vachinzi Vanguni. Hwerengo yavo inosvika kumamiriyoni masere, mutauro wavo Chixhosa. Vazhinji vanozivikanwa vekuAfurika Chamhembe vaive verudzi urwu, vanosanganisira Nelson Mandela naThabo Mbeki. Vaxhosa vanhu vedzidza rechiNguni nevamwe wavo Vazulu, Vandebele, Vandevere (veZimbabwe) Vaswati, Valala ne Vangoni (vano gara kuMarawi neZambia) pamusoro pevamwe.

Vakadzi vechiXhosa
Xhosa traditionally dressed women.jpg

HuwanduEdit

Kune diki asi yakakosha inotaura Chixhosa (Mfengu) nharaunda muZimbabwe, uye mutauro wavo, unonzi isixhosa, inozivikanwa semutauro wenyika.[1]

MuChamhembe kweAfrika kwavano gara wakawanda, huwandu hwavo huri mukati meiyo yanhasi Eastern Cape.

Mabviro eruzivoEdit

  1. Nombembe, Caciswa. "Music-making of the Xhosa diasporic community: a focus on the Umguyo tradition in Zimbabwe." Masters dissertation, School of Arts, Faculty of Humanities, University of the Witwatersrand, 2013.