Nelson Rolihlahla Mandela (18 Chikunguru 1918 – 5 Zvita 2013) vaive mushingairi werukaza-Pambutso (kureva Apartheid ) wekuAfurika Chamhembe vakashanda seVamtungamiri wokutanga weAfurika Chamhembe kubva muna 1994 kusvika 1999 . VaMandela vaive mtungamiri mutema wokutanga uye wokutanga kusarurwa kumirira saruro ye utemabanze izere. Hurumende yavo yainge yakabindikita kugurunura nhaka ye pambutso nekutsigira ruyanano rwe ganda . Muruambazano vaive mudhidhizhi uye nyarunzanga wechiAfurika, vakashanda se vamtungamiri webato reGuruundano reUdhidhizha reAfurika (GUA) kubva muna 1991 kusvika 1997.
Vakuru
Nelson Mandela
OMP SBG SBS CLS DMG MMS MMB
1st President of South Africa
In office 10 May 1994 – 14 June 1999
Deputy
Thabo Mbeki
F. W. de Klerk
Preceded by
F. W. de Klerk (as State President)
Succeeded by
Thabo Mbeki
19th Secretary-General of the Non-Aligned Movement
In office 2 September 1998 – 14 June 1999
Preceded by
Andrés Pastrana Arango
Succeeded by
Thabo Mbeki
11th President of the African National Congress
In office 7 July 1991 – 20 December 1997
Deputy
Walter Sisulu
Thabo Mbeki
Preceded by
Oliver Tambo
Succeeded by
Thabo Mbeki
4th Deputy President of the African National Congress
In office 25 June 1985 – 6 July 1991
Preceded by
Oliver Tambo
Succeeded by
Walter Sisulu
Personal details
Born
Rolihlahla Mandela
18 July 1918
Mvezo, Union of South Africa
Died
5 December 2013 (aged 95)
Johannesburg, South Africa
Resting place
Mandela Graveyard, Qunu, Eastern Cape
Political party
African National Congress
Other political
affiliations
South African Communist Party
Spouses
Evelyn Ntoko Mase
(m. 1944; div. 1958)
Winnie Madikizela
(m. 1958; div. 1996)
Graça Machel
(m. 1998)
Children
7, including
Makgatho,
Makaziwe,
Zenani,
Zindziswa
Josina (step-daughter)
Alma mater
University of Fort Hare
University of London
University of South Africa
University of the Witwatersrand
Occupation
Activist
politician
philanthropist
lawyer
Known for
Internal resistance to apartheid
Awards
Sakharov Prize (1988)
Bharat Ratna (1990)
Nishan-e-Pakistan (1992)
Nobel Peace Prize (1993)
Lenin Peace Prize (1990)
Presidential Medal of Freedom (2002)
(more...)
Signature
Website
Foundation
Nicknames
Writing career
Mabasa anozivikwa:
Long Walk to Freedom
VaMandela vaiveMuxhosa , vakazvarwa mudzinza remhuri ya Thembu rorw'umambo rwekuMvezo , muAfurika Chamhembe. Vakadzidza mutemo kuYunivhesiti ye Fort Hare uye ne Yunivhesiti ye Witwatersrand vasati vashanda segweta muJoza .