Vazulu
Vazulu kana Vazuru (Chizuru: Amazulu) kana Mazulu vanhu verimwe dzinza rakakura muChamhembe cheAfurika rine huwandu hwevanhu vanosvika 9-10 mamirioni. Nzvimbo yavo yekugara iri kunyanya kuKwaZulu-Natal asi ivo vari mumaguta ese eChamhembe Afurika pamwe nemapoka madiki muZimbabwe, Zambia neMozambiki.
Mutauro wavo weChizuru wavanodaidza kuti "isiZulu" mutauro wechiBantu.
Mune nhoroondo yeSouth Afurika humambo hweZuru nekukura kwayo pasi paShaka Zulu inguva yakakosha. Humambo hweZuru hwakadzivirira kuzvitonga kuzere kusvika 1879 payakakundwa nemaBhuritishi
Munguva yehutongerwe enyika zvematongerwo enyika maZuru senge maAfurika ese aionekwa seakaderera.
Kubva kupera kwerusaruro ivo vanobatanidzwa zvizere mukuvaka nyika.
Vambo rezitaChinjirudza
Zita reMazuru rinoreva kuti denga mumutauro wavo, kana pamusoro.
Muchishona rino enderana ne iro shoko rekuti usoro.
- Zulu = above; on top; heaven
- Uzuru kana Soro = above; on top;
Mu Chishona L na R ibhii rimwechete, saka lu ndir ru, ndosaka Zulu ichi Zuru