Shoko rokuti panze (outside) rinotaura nzvimbo isiri mukati mechiri kutaurwa nezvacho.

Mamwe MazwiEdit

Mamwe anoshandiswa kutaura kunze ndeekuti:

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLenje vanoti kunse ansengwe kana kunsengwe (outside) vachireva kunze.
  • VaDigo vanoti kondze (outside) vachireva kunze. VaKwere vanoti kunze (outside) kureva kunze.
  • VaGungu vanoti hanzei (adj. external, outer, outside, outdoor, exterior) kureva panze. Kuziva madudzirwo: hamwei (adv. together; in the company of s.b. else) vachireva pamwe.
  • VaGiryama vanoti chandze kana kondze (outside) vachireva panze kana kunze.