• Kunze (outside) zvichireva pachena pasina madziro akakomberedza kana kuti musiri mumba.
  • Kunze kwe (Apart from). Sokuti - Handiupinde pano kunze kwekunge wati ndapota.
  • Kunze kwemutemo (not permitted by law).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.