Lugungu
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Lugungu inoti Kubaliza (address people) kureva kuparidza.
- Kukama (v. Milk) ndizvo zvimwechete kuLugungu neShona
- Muto (Soup) ndizvo zvimwechete kuLugungu neShona.
- Lugungu inoti kilooto (dream) kureva chiroto.
- Lugungu inoti ndulu (bile) ndiyo nduru.
- Lugungu inoti kintu (thing) kureva chinhu.
- Lugungu inoti kimera (plant - living thing with roots, leaves & stem).
- Lugungu inoti budyo kureva ruwoko rwerudyi.
- Lugungu inoti bukama (kinship) kureva hukama.
- Lugungu inoti buta (bow) kureva uta.
- Lugungu inoti bulimi (agriculture, farming; activity of cultivating) kureva hurimi.
- Lugungu inoti bumwei (unity; state of mutual understanding, working together, mutual existence, etc) kureva humwe.
- Lugungu inoti bwati (boat) kureva bwato.
- Lugungu inoti ibiri (two) kureva maviri.
- Lugungu inoti isatu (three) kureva matatu.
- Lugungu inoti itaanu (five) kureva mashanu.
- Lugungu inoti ibange (my husband) kureva murume wangu.
- Lugungu inoti itama kana matama (cheek) kureva matama.
- Lugungu inoti ihwa kana mahwa (thorn) kureva munzwa.
- Lugungu inoti kawonero kana bu̯wonero (1. indicator, symbol, sign, symptom; 2 • example, model, sample; a person, action, letter, figure, picture, etc. used to stand for a wider thing).
- Lugungu inoti kibi (sin) kureva chivi.
- Nzira (path) ndizvo zvimwechete kuLugungu neShona.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Lugungu inoti bugabe (freedom; ability to do or say what you want without anyone stopping you).
- Lugungu inoti bugumba (barrenness; state of a woman not able to give birth).
- Lugungu inoti buhangwa (nature, creation; everything in the world that has been created).
- Lugungu inoti buhangwa (culture, customs; how people who are related by language, clan, etc. live their life).
- Lugungu inoti busito (kinship; semen).
- Lugungu inoti buyambi (assistance, support that is given to somebody who is in need).
- Lugungu inoti cuume (1. state, status, mode; the way s.b. stays or s.t. appears. 2 • method, manner, means; a particular way of doing something).
- Lugungu inoti mahembe (horn).
- Lugungu inoti ijani (appetite, strong desire for something).
- Lugungu inoti ikoore kana makoore (industry).
- Lugungu inoti isomero kana masomero (school).
- Lugungu inoti iteeka kana mateeka (law, order, commandment, regulation, statute; rule that is made and passed by the government of a country).
- Lugungu inoti ijiri (vegetable species that is used for sauce; vegetable sauce that is somehow bitter).
- Lugungu inoti kitambaara (tablecloth).
Ha achishanduka Pa
chinjirudza- Mamwe mazwi anoshandisa ha mururimi rweLugungu anenge anogona kushandisa pa kuShona. Sokuti
- Ha (at) zvichireva pa.
- Hansi (low, on the ground, bottom) kureva pasi.
- Hamwei (together) kureva pamwe.
- Hakikumi (percentage) kureva pazana.
- Hai (where) kureva pai?
- Haha kana haaha (here) at this place) kureva apa?
- Hakati (between) kureva pakati.
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2020-09-21. Retrieved 2019-01-01.