Rudhende rwe Vukongo

Rudhende rwe Vukongo
Uyezve: "Bhurazakongo", "Kongo"
Chingala: Republíki ya Kongó
Chituva: Repubilika ya Kôngo
Chifurenji: République du Congo
Flag of the Republic of the Congo.svg Coat of arms of the Republic of the Congo.svg
National motto: Unité, travail, progrès
Republic of the Congo (orthographic projection).svg

Rudhende rwe Vukongo (kureva Republic of the Kongo) inyika iri muAfurika. Gutaguru reKongo rinonzi Bhurazavhiri. Kuti isayaniswe ne imwe Kongo inonzi Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo iyi inonzi Kongo-Bhurazavhiri kana Bhurazakongo kana kungoti Kongo bedzi.

Vanhu vekuKongo vanonzi Vakongo, uye munhu mumwechete anonzi Mukongo/Mkongo kana munhu akadakunyatso zivisa Kongo iri kurevwa vangati Vabhurazakongo uye Mubhurazakongo.

Mitauro ye ChibantuChinjirudza

  • VaWanga vanoti obukhongo (n. size, bigness). Mamwe mazwi: okhukhongoya (v.i. become bigger, larger; increase in size).
  • VaWanga vanoti ikhongo (adj. big; large; important). Mamwe mazwi: okhukhongoyia (v.t. enlarge; make bigger).
  • VaWanga vanoti eshikhongo (adj. big; large; important). Zigula vanoti kongo (n. crowd, multitude).
  • Zigula vanoti kukonga, nkonga kana nkongelo (v. begin, beginning).

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze