Vakongo (Chikongo: Bisi Kongo, EsiKongo, paushoma: MwisiKongo; kana Bakongo, paushoma: Mukongo) ruchava rweboka rechiBantu vanozivikanwa sevatauri veChikongo. Mamwe mapoka anosanganisa Vabeembe, Vabwende, Vavhili, Vasundi, Vayombe, Vadhondo, Valari, uye vamwewo.

Kasti ye mudzimai Mukongo akanakakwazvo, yakagadzirwa muna 1910 na Herbert Ward

Vanowanikwa muBhurazakongo, Kinshasakongo, Angola ne Gabhoni.

Template:Vabantu