Kiwanga

(runangakatsva kubva kuVaWanga)

Kiwanga kana Wanga mutauro weBantu unowanikwa kuKenya.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • VaWanga vanoti okhubola (rot; go bad; putrefy) kureva kuwora.
  • Kiwanga inoti omwana (child) kureva mwana.
  • Kiwanga inoti amachisi kana -bisi (unripe, green) kureva chimbishi.
  • Kiwanga inoti amafwi (human feces) kureva dhodhi kana mavi.
  • Kiwanga inoti amakhono (hands as working agents) kureva mawoko.
  • Kiwanga inoti amakhumi kana exhume (ten) kureva makumi - sokuti amakhumi kabiri - makumi maviri.
  • Kiwanga inoti amayu kana obuyu (warm, fresh).
  • Kiwanga inoti elino (tooth) kureva zino.
  • Kiwanga inoti eshialo (country, world, land) kureva nyika.
  • Kiwanga inoti eshirefu (beard) kureva ndebvu.
  • Kiwanga inoti eshirima (darkness) kureva rima.
  • Kiwanga inoti eshirimi (speech impediment, lisp) kureva chirimi.
  • Kiwanga inoti eshiro (night) kureva husiku. Mushiro (at night).
  • Kiwanga inoti eshisoma (alone, used of someone living alone) kureva munhu angora ega.
  • Kiwanga inoti eshuma (string of beads) kureva chuma.
  • Kiwanga inoti eshilemba (turban) kureva chiremba.
  • Kiwanga inoti ewe (you).
  • Kiwanga inoti amatsi (water) kureva mvura.
  • Kiwanga inoti ikanzu (long cotton or calico robe worn by men) kureva hanzu.
  • Kiwanga inoti ikwena (crocodile) kureva ngwena.
  • Kiwanga inoti imbolo (penis) kureva mboro.
  • Kiwanga inoti imbusi (goat) kureva mbudzi.
  • Kiwanga inoti amatsi (water) kureva mvura.
  • Kiwanga inoti imbalikha (polygamy) kureva barika.
  • Kiwanga inoti imbeba (rat) kureva mbeva.
  • Kiwanga inoti imbwa (dog) kureva imbwa.
  • Kiwanga inoti imero (nature; life; make-up; habits; customs).
  • Kiwanga inoti indaa (louse) kureva inda.
  • Kiwanga inoti indama (cheek) kureva dama.
  • Kiwanga inoti ing'oma (drum) kureva ngoma.
  • Kiwanga inoti ing'ombe (cow, bull etc) kureva mombe.
  • Kiwanga inoti ingore (a large bunch of bananas) kureva chingore.
  • Kiwanga inoti ingwe (leopard) kureva ingwe.
  • Kiwanga inoti injuku (peanut; groundnut) kureva nzungu.
  • Kiwanga inoti inyama (meat, flesh) kureva nyama.
  • Kiwanga inoti inyambukho (ford) kureva zambuko.
  • Kiwanga inoti inyanza (sea; lake) kureva nyanza.
  • Kiwanga inoti inzala (hunger; drought; famine; time of scarcity of food.) kureva nzara.
  • Kiwanga inoti inzofu (elephant) kureva nzou.
  • Kiwanga inoti iswa (flying ant) kureva ishwa.
  • Kiwanga inoti libafu (bath) kureva bhavha.
  • Kiwanga inoti likhanga (guinea-fowl) kureva hanga.
  • Kiwanga inoti amakhuwa (affair; business; word) kureva guhwa.
  • Kiwanga inoti likhuyu (fig) kureva mawuyu.
  • Kiwanga inoti amamera (yeast, often from finger millet) kureva chimera.
  • Kiwanga inoti liuto' kana lihuto (ostrich). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Mauto?.
  • Kiwanga inoti mukari (inside) kureva mukati.
  • Kiwanga inoti mulwalo (underneath; below; mulwalo we imesa 'under the table) kureva muzasi mechinhu chinorehwa.
  • Kiwanga inoti muzinga (cannon).

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Kiwanga inoti amabeere (milk) rinoreva mukaka.
  • Kiwanga inoti amabere (millet). Mamwe mazwi: ichai (tea).
  • Kiwanga inoti amakaka kana likaka (thorny branches used to close off path).
  • Kiwanga inoti amaloba (grains of earth found in rice or vegetable). Zvichida iwi iri rinotodzana nezita rokuti Marowa?
  • Kiwanga inoti amamira (mucus from the nose). Mamwe mazwi: amare (saliva, spittle).
  • Kiwanga inoti amanyi kana amenyali (urine, semen).
  • Kiwanga inoti eshiangwe (a sponge). Mamwe mazwi: imbale (pebble).
  • Kiwanga inoti eshima (custom, habit).
  • Kiwanga inoti eshiungo (a join). Mamwe mazwi: imondo (gizzard; umbilicus; navel).
  • Kiwanga inoti ifubu (hippopotamus).
  • Kiwanga inoti imbala (scar; mark; brand; blemish).
  • Kiwanga inoti ingara (head-pad, ring-shaped pad made of grass, banana-bark, etc., for supporting a load on the head).
  • Kiwanga inoti inyanya (tomato). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Manyanya?
  • Kiwanga inoti litara (village; kraal; group of houses belonging to members of a family, the father and his wives, and the married sons).
  • Kiwanga inoti okhuruka (rule; govern; control; manage; tame and keep animals).

[1]

  1. https://abawanga.files.wordpress.com/2012/04/luwanga-dictionary.pdf