Ishwa (termite) kapembenene kanodyiwa kanoita imba muguru pachuru.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaKongo vanoti yinswa (winged ants that have white body) kureva ishwa. Noni vanoti shew (n. white ant) kureva ishwa.
  • MaZulu vanoti inhlwa (flying white ants) kureva ishwa. VaTiriki vanoti iswa (flying white ants that are edible).
  • VaDigo vanoti tswa (white ants in the flying stage when they first come out of the ground in swarms).
  • VaDigo vanoti kumbi-kumbi (white ants in the flying stage when they first come out of the ground in swarms). Ko gumbi-kumbi?
 
Vakomana vari kubata ishwa kuMozambique
 
Ishwa dzinobuda panotanga kwemwaka wekunaya