Pauya nePavi
(runangakatsva kubva kuMavi)
Pachinyorwa chino mazwi anoti Pauya nePavi ari kushandiswa kuturikira chinonzi Advantages and Disadvantages kuEnglish kana kuti Pros and Cons kana kureva good and bad.
Mamwe Mazwi Chinjirudza
- Mauya neMavi kana Mavi neMauya.
- Manake neMaipe.
- Mauya kana pauya kureva advantages kana pros.
- Mavi kana pavi kureva disadvantages kana cons