Shoko rokuti zviuya kana zvivuya rinoreva zvinhu zvakanaka kana zvinoburitsa mhedzisiro yakanaka - good, positive, advantageous, excellent.

Tsumo neMazta chinjirudza

  • Zviuya hazviwanane - it is rare for both partners in a marriage to be perfect.
  • Nhaka mbuya ndeye mombe, yemunhu inozvionera.
  • Mazita anoti: Chiendambuya, Nyambuya uye Nyamauya anotaura pamusoro pezviuya.

Mitauro yeBantu chinjirudza