Zambuko (drift or ford on a river) kureva panzvimbo pakanakana kuyambuka rwizi, pari panhu pane matombo kana pasina kudzika.

Gweke (ford on a flat rock) izambuko parukova riri pane dombo rakatambarara.

Mazambuko makuru muZimbabwe anosanganisira ari: Beitbridge, Kariba, Chirundu, Victoria Falls, neBirchenough.

  • Mvura inoshinyira ngeiri pazambuko. The most threatening floods are those at a ford.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaWanga vanoti inyambukho (n. ford) kureva zambuko. VaWanga vanoti olwambukho (n. ford; on the other side of the river) kureva zambuko.
  • VaTiriki vanoti inyambukhu (n. ford; water crossing) kureva zambuko. VaDigo neVaGiryama vanoti chivuko (n. ford, crossing place, ferry) kureva zambuko.
  • VaRwanda vanoti umugogo (foot bridge) vachireva murato. VaRwanda vanoti urutindo (bridge of poles) vachireva bhiriji rematanda. Kune zita rokutiChatindo?
  • VaTonga vanoti zabuka, subuka kana landuka (v. cross; to cross a river) kureva kuyambuka rwizi. VaTonga vanoti cizubukilo (n. crossing place) kureva zambuko.
  • VaYao vanoti chiko kana pachiko (a ford in a river ; a landing-place for canoes). VaGiryama vanoti ku-vuka (n. ford) kureva kuyambuka.