Muratu

(Redirected from Murato)

Muratu (suspension foot bridge) zvinoreva bhiriji rekufamba netsoka rakavakwa rakarembera patamba kana cheni.

Vana vachiyambuka pamuratu wakavakwa neBridges to Prosperityku El Salvador

Mitauro yeBantuEdit

  • Izwi rokuti mlatho (a bridge) rinotautwa mururimi rweChewa, kureva muratu kana murato.
  • VaNyungwe vanoti mlatho (bridge) kureva muratu.
  • VaWabo vanoti muratto kana miratto pakuwanda (bridge) vachireva muratu.