Open main menu
Victoria5.jpg

Victoria Falls mapopoma emvura anova ndicho chishongo chatakaropafadzwa nacho neMusiki. Mapopoma aya ari parwizi rweZambezi pamuganhu panosangana Zimbabwe, Zambia, Namibia neBotswana.

Mapopoma aya anodanwa kunzi Mosi-oa-tunya nerurimi rwechiTonga.

Mamwe MazwiEdit