Kusika

(Redirected from Musiki)

Kusika zvinoreva kugadzira chinhu changa chisipo panyika sokusika kwakaita Mwari achisika denga nenyika. Izwi iri rinoturikira chinonzi create kuEnglish.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaChewa vanoti kupanga (create, to make). Mamwe mazwi: wopanga (creator) kureva musiki.
  • VaZigula neVaDigo vanoti muumba (creator) kureva musiki.
  • VaGanda vanoti Katonda (creator) kureva musiki.
  • VaZigula vanoti chiumbe (n. creature) kureva chisikwa.
  • VaBwisi vanoti kuhanga (create) kureva kusika. Mamwe mazwi: kuhanguwa (be created, made from) kureva kusikwa kubva kune chimwe.