Chibwisi
(runangakatsva kubva kuVaBwisi)
Lubwisi mutauro unowanikwa kuUganda neCongo, Kinshasa. Kana kuri kuDRC mutauro uyu unonzi Talinga.
Mazwi Ari Pedyo neShona
chinjirudza- Lubwisi vanoti nyama (n. meat) kureva nyama.
- Lubwisi inoti nyaanya (n. tomato) kureva domasi. Ko zita rinonzi Manyanya?
- Lubwisi inoti nanja (n. lake, sea, ocean) kureva nyanza.
- Lubwisi inoti ndaghaano (n. promise; covenant; agreement; contract) kureva chirangano.
- Lubwisi inoti ndege (n. airplane) kureva ndege.
- Lubwisi inoti ndimo (n. crop) kureva mumera wezvirimwa.
- Lubwisi inoti ndwala (n. sickness, disease) kureva hurwere.
- Lubwisi inoti ngoma (n. drum) kureva ngoma.
- Lubwisi inoti nguwe (n. leopard).
- Lubwisi inoti njala (n. hunger, starvation) kureva nzira.
- Lubwisi inoti njoko (n. mother) kureva nyoko kana amai.
- Lubwisi inoti njikala kana mulingo (n. situation, condition) kureva mamirire.
- Lubwisi inoti mulingo (n. 1. kind, type, style, 2. method, means, way, manner) kureva mutowo.
- Lubwisi inoti nkanga (n. guinea fowl) kureva hanga.
- Lubwisi inoti nsi kana kyalo (n. world; surroundings; countryside) kureva chisi.
- Lubwisi inoti mbeba (n. rat that lives both in the bush and in houses) kureva mbeva.
- Lubwisi inoti mbuwa (n. dog) kureva imbwa.
- Lubwisi inoti maasi (n. water) kureva mvura. Ndebele inoti amanzi.
- Lubwisi inoti musana (n. sun, sunshine) kureva mushana.
- Lubwisi inoti musaasa (n. man, human being) kureva munhu.
- Lubwisi inoti mutima (n. heart) kureva moyo.
- Lubwisi inoti muyambi (n. helper) kureva mubatsiri. Ko zita rinonzi Muyambi?
- Lubwisi inoti muuya (n. co-wife) kureva mukadzinyina.
- Lubwisi inoti mukoli (n. worker) kureva mushandi.
- Lubwisi inoti mulemi (n. politician, governor, ruler) kureva mutungamiri?
- Lubwisi inoti kulema (n. lead, rule, govern) kureva kutungamira.
- Lubwisi inoti muliisiya (n. herdsmen) kureva murisi.
- Lubwisi inoti musoni (n. sewer of clothes) kureva musoni.
- Lubwisi inoti muteeki (n. cook) kureva mubiki kana nyakubika.
- Lubwisi inoti mwaka (n. year) kureva gore.
- Lubwisi inoti mweli (n. moonlight) kureva mwedzi.
- Lubwisi inoti Kibhudha (n. Buddhism) kureva ChiBhudha.
- Lubwisi inoti kibhi (n. sinful act, evil act) kureva chivi.
- Lubwisi inoti luhande (n. side, direction).
- Lubwisi inoti kihanda (n. path, road) kureva nzira.
- Lubwisi inoti kighano (n. tale, story, fable, myth) kureva ngano.
- Lubwisi inoti kikulu (n. primary, important) kureva chikuru.
- Lubwisi inoti kikwato (n. tool, instrument) kureva chibatiso.
- Lubwisi inoti kulaghila (n. order, command; tell s.b. to do s.t) kureva kuraira.
- Lubwisi inoti kudhilika (n. sink down) kureva kudhirika.
- Lubwisi inoti kukama (n. wring, squeeze out, 2. milking a cow) kureva kukama.
- Lubwisi inoti kukangama (n. to be on top) kureva kukangarara.
- Lubwisi inoti kupanga (v. arrange in categories or in order ) kureva kupanga.
- Lubwisi inoti kuyamba (n. help, assist) kureva kubatsira.
- Lubwisi inoti kuuluka (n. run away, escape) kureva kuuruka.
- Lubwisi inoti jail (n. ) kureva c.
- Lubwisi inoti ebuno (n. buttock) kureva garo. Ndebele inoti izibuno.
- Lubwisi inoti ehanga kana mahanga pakuwanda (n. country, nation) kureva nyika.
- Lubwisi inoti ekumi (n. ten) kureva gumi.
- Lubwisi inoti ekilo n'ekisana (n. night and day) kureva siku nesikati.
- Lubwisi inoti elele kana malele pakuwanda (n. fern).
- Lubwisi inoti ese (n. father) kureva baba. Ndebele inoti yise kureva baba vake?
- Lubwisi inoti matama (n. cheeks) kureva matama.
- Lubwisi inoti bulema (n. infirmity, disability, handicap) kureva kuremara.
- Lubwisi inoti bulili (n. bed) kureva uriri.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Lubwisi inoti kighango (n. cultural norm).
- Lubwisi inoti nguma (n. foetus, fetus) kureva mwana ari munhumbu.
- Lubwisi inoti mulimo kana nkoli (n. work) kureva basa.
- Lubwisi inoti nkoluwa (n. pattern, model).
- Lubwisi inoti nkula (n. growth) kureva chakurira ipapo.
- Lubwisi inoti nondo (n. hammer) kureva nyundo.
- Lubwisi inoti noni (n. bird) kureva shiri.Ndebele inoti nyoni.
- Lubwisi inoti ntandiko (n. beginning, source) kureva mavambo.
- Lubwisi inoti nungu kana museke (n. pipe - for conveying water) kureva paipi.
- ↑ https://www.webonary.org/lubwisi/wp-content/uploads/bantu/images/Lubwisi%20Dictionary%20Sep%202012.pdf
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2019-07-12. Retrieved 2023-08-29.