Hutungamiri

(Redirected from Kutungamira)

Hutungamiri (leadership) zvinoreva mabasa anoitwa nevakuru panzvimbo ekutara mutemo, kuronga gwara rinoteverwa nemusha, kutonga mhosva, uye kuwanisa musha chouviri zvichingodaro.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Pinda pamberi utikwezve: go in front and lead us.
  • Mombe inokwezva ndiyo inosungirwa bhera.

Mitauro yeBantuEdit

Zvinyorwa ZvinotodzanaEdit