Sabhuku

Sabhuku (headman) vatongi vedunhu diki riri vari pasi peMadzishe.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaKongo vanoti mbuku (place, locality, centre). Takwane samasowa (n. chief, leader of several family groups).
  • VaKongo vanoti ekota (headman) vachireva sabhuku. VaTonga vanoti Sibbuku (Headman) vachireva sabhuku.
  • VaMambwe vanoti mwene muzi (Headman) vachireva sabhuku kana samusha.
  • VaMakua vanoti mnyampara kana mnyapara, wanyapara (head, headman, leader).