Takwane
Takwane mutauro weBantu unowanikwa kuMozambique.
- VaTakwane vanoti aguva (hurry oneself).
- Takwane inoti aamwa (suckle, nurse) vachireva kuyamwa.
- Takwane inoti aakwana (sufficient, adequate, enough) vachireva kukwana.
- Takwane inoti aanda (be capable, be apt to, have a skill for something) vachireva kugona.
- Takwane inoti abure (n. enemy, wicked) vachireva muvengi.
- Takwane inoti abure (adj. wicked) vachireva huipi.
- Takwane inoti mabasa (n. word) vachireva mabasa.
- Takwane inoti anyakoddo (n. army) vachireva mawuto.
- Takwane inoti zundde (n. parcel of land; plantation) vachireva zunde.
- Takwane inoti zelu (good judgment, sound mind the ability to think clearly and make good decisions).
- Takwane inoti zana (hundred) vachireva zana.
- Takwane inoti bala kureva kubara. Baliwa vachireva kubariwa.
- Takwane inoti baala (impala) vachireva mhara.
- Takwane inoti buddu (n. cloth bag; pocket) vachireva mbudu.
- Takwane vanoti eelenga (v. read, count) kureva kuverenga.
- Takwane inoti efuwo (domestic animal) vachireva chipfuwo.
- Takwane inoti elubale (n. big) kureva chihombe. Herero vanoti oku-vare.
- Takwane inoti ekasi (n. gourd, a type of gourd that is dried and used as the body of musical instruments).
- Takwane inoti guwo (n. cloth; wrap around skirt) kureva nguwo.
- Takwane inoti makuva (n. skeleton) vachireva marangwanda.
- Takwane inoti maluwa (n. flower, blossom) vachireva maruva.
- Takwane inoti mapambano (n. intersection) vachireva masanganzira.
- Takwane inoti mbava (n. thief) vachireva mbavha.
- Takwane inoti mbizi (n. zebra) vachireva mbizi.
- Takwane inoti mburo (n. place) vachireva nzvimbo.
- Takwane inoti mela (v. germinate) vachireva kumera.
- Takwane inoti mpale (n. boy who has been initiated).
- Takwane inoti mudda (n. field, garden plot - used for most grains and vegetables.).