Mawuto ehondo

(Redirected from Mawuto)
DjiboutiSoldats2.jpg

Mawuto ehondo vanhu vanoita basa rekudzivirira nyika kuvavengi vachigara vakagadzirira kurwira nyika nezvombo.

  • Kune mawuto vanoshanda vari pasi.
  • Kune mawuto vanoshandisa ndege.
  • Kuoitawo mawuto vanobata vari pagungwa.

Chipiko zvinoreva mabasa anoitwa nechinangwa chokuchengetedza vangava vannhu, nzvimbo, chivakwa kana musha kubva kunjodzi kana kurwiswa nevavengi. Shoko iri tinokwanisa kurishandisa kuturikira security forces, kuChiShona tobva tati mawuto echipiko.

Boka rePfumo, bokora (regiment). Nhungamiri (advance guard) apa kureva boka remawuto vakatungamiri kunorwa hondo.

Kurerutsa MutauroEdit

Mazwi anoti: rupingo namupingi anenge anotodzana nerukuti nyamupingidza.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGiryama vanoti kurinda (defend).
  • MaZulu vanoti isifuba (Central or main part of an army (as distinguished from the 'horns'); central part of a country).
  • MaZulu vanoti viva (Form in bodies or troops (as soldiers), come together in a company or herd) kureva kuungana semawuto ehondo.
  • MaZulu vanoti viva (Mobilize, form into a company, inspect soldiers.) kureva kuungana semawuto ehondo. MaZulu vanoti viva (Concentrate uponĀ ; do with energy, exertion) kureva kubindikita.
  • VaChewa vanoti gulu (audience; assembly, regiment of soldiers, troop of animals or people). Sokuti gulu la ankhondo - regiment of soldiers.