Kanyi
Chibhubhubhu
Ngepedyo
Gamuchirwa
Marongero
Donate Now
If Wikipedia is useful to you, please give today.
Nezve Wikipedia
Matandanyadzi
Tsvaga
Zana
Mutauro
Rinda
Chinjirudza
Zana
(hundred) kureva
gumi remakumi
kana kuti
makumi gumi
.
100
Mitauro yeBantu
chinjirudza
VaZigula
vanoti
gana
kana
magana
(hundred) kureva
zana
.
VaKikuyu
vanoti
magana matano
(five hundred) kureva
mazana mashanu
.
VaBemba
ne
Baila
vanoti
mwanda
(hundred) kureva
zana
.
VaKagulu
vanoti
chidore, kidore
kana
gana
(n. hundred) kureva
zana
.
Chiaushi
vanoti
umwanda
(n. hundred) kureva
zana