Makua
(Redirected from VaMakua)
Makua kana Makhuwa mutauro unowanikwa kuMozambique uri mugola remitauro yeBantu.
Mazwi Anotodzana neShonaEdit
- VaMakua vanoti ikuo (cloth, clothes), VaShona vachiti nguo.
- VaMakua vanoti makura (oil, fat), VaShona vachiti mafuta.
- VaMakua vanoti ikoma (drum), VaShona vachiti ngoma.
- VaMakua vanoti mtu (a person), VaShona vachiti munhu.
- VaMakua vanoti mshamiro (pillow), VaShona vachiti mutsamiro.
- VaMakua vanoti ulili (bedstead), VaShona vachiti uriri.
- VaMakua vanoti inui (bee), VaShona vachiti nyuchi.
- VaMakua vanoti mtembo (bier), VaShona vachiti hwanyadza. Kune izwi rokuti kutembedzana.
- VaMakua vanoti uwawa (bitterness), VaShona vachiti kuvava.
- VaMakua vanoti mapele (breasts), VaShona vachiti mazamu.
- VaMakua vanoti makala (coal, charcoal, cinders), VaShona vachiti makara.
- VaMakua vanoti mwene kana mamwene (chief, king), VaShona vachiti ishe.
- VaMakua vanoti ntoche (cotton), VaShona vachiti donje.
- VaMakua vanoti imwene (dominion, kingdom), VaShona vachiti hushe – kana musha.
- VaMakua vanoti mavi (excrement), VaShona vachiti tsvina.
- VaMakua vanoti moro (fire), VaShona vachiti moto.
- VaMakua vanoti inama (flesh), VaShona vachiti nyama.
- VaMakua vanoti ituva (flower), VaShona vachiti ruva.
- VaMakua vanoti nyao (foot), VaShona vachiti tsoka kana nyawo.
- VaMakua vanoti Mluku (God), VaShona vachiti Mwari.
- VaMakua vanoti indarama (gold), VaShona vachiti ndarama.
- VaMakua vanoti mpira (rubber), VaShona vachiti mupira.
- VaMakua vanoti mrima (heart, mind, soul), VaShona vachiti hana kana pfungwa.
- VaMakua vanoti manyi (mother), VaShona vachiti amai.
- VaMakua vanoti singano (needle), VaShona vachiti tsingano.
- VaMakua vanoti ikwari (partridge), VaShona vachiti chikwari.
- VaMakua vanoti nchia (pigeon), VaShona vachiti njiva.
- VaMakua vanoti chinji (many), kureva zhinji.
- VaMakua vanoti ikuluwe (pig), VaShona vachiti nguruve.
- VaMakua vanoti imbeyu (plant), VaShona vachiti dzinde.
- VaMakua vanoti mwenene (owner, possesor), VaShona vachiti mwene.
- VaMakua vanoti mhaku (property, possessions, riches), VaShona vachiti pfuma.
- VaMakua vanoti mtumba (pumpkins – when used to carry liquids). VaShona vane izwi rokuti mutumba.
- VaMakua vanoti mkoi (rope). Kune zita remhuri reShona rinonzi Mukoyi.
- VaMakua vanoti mbeyu (seed), VaShona vachiti mbeu.
- VaMakua vanoti mlamu (brother-in-law; sister-in-law), VaShona vachiti muramu.
- VaMakua vanoti nchipo (song), VaShona vachiti chimbo kana rwiyo.
- VaMakua vanoti mleto (stranger), VaShona vachiti varwendo.
- VaMakua vanoti mtoti (tailor), VaShona vachiti nguo.
- VaMakua vanoti nlimi (tongue), VaShona vachiti rurimi.
- VaMakua vanoti nchiya kana machiya (turtle dove), VaShona vachiti njiva.
- VaMakua vanoti mkwiri (witch), VaShona vachiti muroyi.
Mamwe MazwiEdit
- VaMakua vanoti mchinga (beehive), VaShona vachiti mukoko.
- VaMakua vanoti inkala (crab), VaShona vachiti gakanje.
- VaMakua vanoti ntia kana matia (lake), VaShona vachiti nyanza.
- VaMakua vanoti karamu (lion), VaShona vachiti shumba.
- VaMakua vanoti mkate (bread), VaShona vachiti chingwa.
- VaMakua vanoti makova (husk), VaShona vachiti butu.
- VaMakua vanoti ichipara (Mould).
- VaMakua vanoti irungu (phantom), VaShona vachiti chipoko.
- VaMakua vanoti mashi (sap, juice).
- VaMakua vanoti mhava (sand), VaShona vachiti jecha.
- VaMakua vanoti maronda (trade), VaShona vachiti hushavi.
- VaMakua vanoti kapa (tortoise), VaShona vachiti hamba.
- VaMakua vanoti mhina (inside, within), VaShona vachiti mukati kana kukati.
- VaMakua vanoti chinene (abundantly).
- VaMakua vanoti ulela (train up), VaShona vachiti kurera mwana.