Open main menu
Nice feet.jpg

Tsoka (feet in English) inhengo yemuviri yatinotsika nayo iri kunoperera makumbo. Sedzimwe nhengo, nhego iyi inokura pakukura kunoitawo munhu.

TsikaEdit

Tsunda (a muscle or a tendon).

ZvirevoEdit

  • Mutsa worutsoka, kuperekedza ziso. The food is kind (feels obliged) to accompany the eye.
  • Chitsva chiri murutsoka - kureva kuti pfungwa dzitsva nezvinhu zvitsva zvinowanikwa mukufamba kune dzimwe nzvimbo.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaTonga vanoti mukondo (foot print) kureva chindindo chetsoka - pautara mazuvaose tinongoti tsoka.
  • VaTonga vanoti tende (n. foot) kureva tsoka.
  • VaZigula vanoti chisigino (heel of foot) kureva chitsitsinho.
  • Izwi rokuti chindende (heel) rinotaurwa mururimi rweChewa neYao kureva nhende.
  • Izwi rokuti igitsitsino (heel) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda kureva chitsitsinho.
  • VaLugungu vanoti Kisinde (foot print, track, trail) kureva chidhindo chetsoka.
  • Mururimi rweLuwanga vanoti oshisisiro (n. heel).
  • Mururimi rweNyungwe vanoti mdzayo (n. sole) kureva pasi petsoka.