Tsunda (a muscle or a tendon) zvinoreva rudzi rwemunyepfu unowanikwa muviri yakaumbwa nenzira yokuti inoshanda pakusimudza, kusunda kana kufambisa dzimwe nhengo.

Muviri une mhando nhatu dzetsunda: (a) tsunda yeparangwanda, (b) tsunda mburuzvira, and (c) tsunda yepamoyo. (Same magnification)

Mitauro yeBantu chinjirudza