Mubhedha
(runangakatsva kubva kuUriri)
Mubhedha (Chingezi: bed) kana uriri zvinoreva mudziyo wakagadzirirwa kuti munhu ange achirara pamusoro pawo. mubhedha unogadzirwa uine hwaro hwesimbi kana mapuranga, pamusoro pawo paine nhovo yakagadzirwa yakapfava kuitira kuti kana munhu arara usadzamira.
Vamwe vatauri vanoti huriri kureva mubhedha.
Zvirevo
chinjirudza- Pakukutu hapaurayi. Rough accommodation won't kill you.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Makua neTaita vanoti ulili (bedstead) kureva uriri. Kabwa vanoti obhuriri (bed) kureva mubhedha.
- Lubwisi vanoti bulili (n. bed) kureva uriri. Lomwe vanoti ollilli (n. sleeping mat) kureva uriri.
- Swahili vanoti kitanda (n. bed) kureva uriri. Kwama vanoti sanza (n. bed) kureva mubhedha.
- MaZulu vanoti ntefe-ntefe (ideo. of springiness, pliability) kureva mutepfetepfe. Herero vanoti otyi-yera (n. spot for sleeping, raised spot).